[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Izwi

Kubva Wikipedia

Kuona zvimwe zvirevo ringai: Izwi (tsauranisa chirevo)

Izwi (kureva voice) kureva kuomba kwemunhu paanotaura achivhura muromo.

Mitauro ye Chibantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lenje vanoti liswi kana maswi (sound - articulate or other; cry; voice; word) kureva izwi.
  • VaLenje vanoti mwambo (word, utterance, speech) kureva izwi, kana kutaura. VaRwanda vanoti ijwi (n. voice) kureva izwi.
  • VaKongo vanoti ezu (sound; report of a gun; echo) kureva izwi. Mamwe mazwi mazu (noise) zvichireva ruzha.
  • VaGwere vanoti kigambo (word) zvichireva izwi kana shoko. VaGanda vanoti kigambo (affair, matter, word) vachireva mhaka?.
  • Kimbundu vanoti rizui (n. voice) kureva izwi. Umbundu vanoti lilowe (a sound; a word; a voice) kureva izwi.
  • VaTaita vanoti iwaka (n. voice) kureva izwi. Kimbundu vanoti rizui (n. voice) kureva izwi.
  • VaLamba inoti ishiwi (n. voice, sound, utterance; cry of any kind) kureva izwi.