[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Kuomba

Kubva Wikipedia

Kuomba kana kuwomba (to roar; make loud sound like a lion) zvinoreva kudzvova kunoita shumba.

  • VaShona vanoti kuwombera maoko (clap the hands) vachireva kurovanisa maoko achirira sezvinodiwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chewa vanoti kuombera (sound for anyone; to be for sounding; play musical instrument) kureva kuridza.
  • Chewa inoti kuomba ngoma (to beat a drum), kuridza ngoma. Chewa inoti kuomba manja (to clap the hands) vachireva kuwombera mawoko.
  • VaFwe vanoti ku-omba (to play an instrument) vachireva kuridza chiridzwa. Chopi vanoti kuwomba (v. to speak).
  • Chewa inoti kuomba (v. shake, beat or rattle; sound a trumpet; blow a horn; ring a bell; beat a drum; clap the hands; thresh corn).
  • Chewa inoti kuomba mfuti (to fire a gun) kureva kuridza pfuti. Chewa inoti kuomba (v. fashion, form, manufacture) kureva kuumba.
  • VaLungu vanoti ukuoomba (to work) kureva kushanda. VaMambwe vanoti -wombela (v. work for something or someone), kushandira.
  • Maconde vanoti -omba kana -womba (v. beat a drum, fire a gun, blow a horn, flute) kureva kuridza.
  • VaHerero vanoti posa (to ring; to sound) vachireva saundi.
  • VaHerero vanoti ombosiro kana okuposa (n. sound) vachireva saundi.