Amerika Chamhembe
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuSouth America)
Amerika Chamhembe (kureva South America) iziwumbe ririmukati meMburungwagama rekuMadokero uye nemuMburungwagama rekuChamhembe, nechikamu chidoko-doko cheMburungwagama rekuMaodzanyemba kumaodzeranyemba eziwumbe racho. Inogona kutsanangurwa sedzasichisi reziwumbe rimwe rinonzi Amerika.
Amerika Chamhembe | |||||
Aryendina · Bhorivhiya · Bhuraziri · Chire · Ekwadhoro · Guyana · Kolombiya · Paragwayi · Peru · Suriname · Uruguayi · Vhenezuala · |
Nyika | ||||
Falkland Islands · French Guiana · South Georgia and the South Sandwich Islands |
Zvisi ne Materitori ekunze |
Ziwumbe | ||