Bhenini
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuBenin)
| ||
| ||
National motto: Fraternité, Justice, Travail | ||
Bhenini (kureva Benin, Chifurenji: Bénin, République du Bénin) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Bhenini, kare yainzi Dhahoume, inyika iri kuMadokero e Afurika.
Vanhu vekuBhenini vanonzi Vabhenini uye munhu mumwechete anonzi Mubhenini.
Mitauro ye Bhenini
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro inowanikwa kuBhenini inosanganisira Chiyorubha, Chifon, Chibharibha ne Chifurufurudhe.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |