[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Rukanda runosarura zvinobvinina

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 20:49, 17 Chikumi 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 1 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q866317 (translate me))

Muzvidzidzo zveScience rukanda runosarura zvinobvinina (semipermeable membrane in English) zvinoreva rukanda runotendera mheu dzimwe kudarika asi rusingatenderi dzimwe mheu kudarika. Rukanda rwemhando iyi runoshanda apo madzinde anosveta mvura kubva muvhu ichikwira nemunhengo dzawo kusvika kumashizha muchiitiko chemusenerera.

Vamwe vaturi vanodana rukanda rutete urwu kuti shwanu, kureva inzonzi membrane kuEnglish. Shoko iri rinoda kunotodzana nerekuti mushwaira rinoreva capillary - zvose zviri zviviri zvinhu zvitetesa.

Kurerutsa Mutauro

  • Permeable zvinoreva chiro chinobvinina.
  • Semipermeable or selective permeability zvinotaura chiro chinosarura mheu dzinokwanisa kudarika pakubvinina, asi chiro ichi chichidzivisa dzimwe mheu kudarika. Nokumwe kutauro kunopfupisa tinokwanisa kuti rutsarabvinono kureva iyo selective permeability.