[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Rukanda runosarura zvinobvinina: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
Addbot (ereketa | zvinzatu)
m Bot: Migrating 1 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q866317 (translate me)
Mutsetse 14: Mutsetse 14:
[[category:chezvipenyu]]
[[category:chezvipenyu]]
[[category:dzidzo]]
[[category:dzidzo]]

[[nl:Semipermeabiliteit]]

Dzokororo sekubva 20:49, 17 Chikumi 2013

Muzvidzidzo zveScience rukanda runosarura zvinobvinina (semipermeable membrane in English) zvinoreva rukanda runotendera mheu dzimwe kudarika asi rusingatenderi dzimwe mheu kudarika. Rukanda rwemhando iyi runoshanda apo madzinde anosveta mvura kubva muvhu ichikwira nemunhengo dzawo kusvika kumashizha muchiitiko chemusenerera.

Vamwe vaturi vanodana rukanda rutete urwu kuti shwanu, kureva inzonzi membrane kuEnglish. Shoko iri rinoda kunotodzana nerekuti mushwaira rinoreva capillary - zvose zviri zviviri zvinhu zvitetesa.

Kurerutsa Mutauro

  • Permeable zvinoreva chiro chinobvinina.
  • Semipermeable or selective permeability zvinotaura chiro chinosarura mheu dzinokwanisa kudarika pakubvinina, asi chiro ichi chichidzivisa dzimwe mheu kudarika. Nokumwe kutauro kunopfupisa tinokwanisa kuti rutsarabvinono kureva iyo selective permeability.