[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Gakanje

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 20:29, 1 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q40802)

Gakanje (crab in English) imhua inowanikwa pane mvura kungava murwizi; nyanza kana gungwa. Magakanje anodyiwa nyama kunyanya kunyika dziri kuAsia, Europe, North neSouth neAmerica.

Gakanje rinozivikanwa nekufamba rakatsveyama.