[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Dhadha

Kubva Wikipedia
Dhadha

Dhadha kana bata (Duck in English) ishiri inowanikwa musango uye ichipfuyiwa pamusha. Shiri iyi inokura kudarika huku uye inodyiwa nyama.

Masengwe kana kuti sengwe rudzi rwedhadha. Munyika yaIshe Musana mune musha unzonzi Zisengwe.

Shambira kana sambira (wild duck).