[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Nzwisa

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 10:30, 5 Chivabvu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 3 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q1570376 (translate me))

Nzwisa (Sample, taster) zvinoreva chinhu chinopiwa somuraidzo kusati kwapakurwa zvizhinji, izvi zvichiitwa kuti munhu adavire wega kuti anoda kupakurirwa zvabikwa here kana kuti kwete.

Shoko rokuti nzwisa rinokwanisawo kushandiswa pakuridzwa kwenziyo pamutambo - apa nzwisa kuri kuridzwa kudiki kwekuti vanhu vatorwe moyo nerwiyo ngoma ichizoenderera mberi pava pamberi. Saka nzwisa ndiyo inganzi zvakare maraidzo kan kuti taster or sample kuEnglish