[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Nzwisa: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
MerlIwBot (ereketa | zvinzatu)
m Robot: Adding uk:Шаблон
Addbot (ereketa | zvinzatu)
m Bot: Migrating 3 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q1570376 (translate me)
Mutsetse 3: Mutsetse 3:
Shoko rokuti nzwisa rinokwanisawo kushandiswa pakuridzwa kwe[[nziyo]] pamutambo - apa nzwisa kuri kuridzwa kudiki kwekuti vanhu vatorwe moyo ne[[rwiyo]] ngoma ichizoenderera mberi pava pamberi. Saka nzwisa ndiyo inganzi zvakare maraidzo kan kuti ''taster or sample'' ku[[English]]

[[cs:Vzorek]]
[[en:Sample]]
[[uk:Шаблон]]

[[category:tsika]]
[[category:tsika]]

Dzokororo sekubva 10:30, 5 Chivabvu 2013

Nzwisa (Sample, taster) zvinoreva chinhu chinopiwa somuraidzo kusati kwapakurwa zvizhinji, izvi zvichiitwa kuti munhu adavire wega kuti anoda kupakurirwa zvabikwa here kana kuti kwete.

Shoko rokuti nzwisa rinokwanisawo kushandiswa pakuridzwa kwenziyo pamutambo - apa nzwisa kuri kuridzwa kudiki kwekuti vanhu vatorwe moyo nerwiyo ngoma ichizoenderera mberi pava pamberi. Saka nzwisa ndiyo inganzi zvakare maraidzo kan kuti taster or sample kuEnglish