[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Nyuchi

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 20:30, 1 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q7391)
Nyuchi

Nyuchi kapembenene kanogadzira huchi kanowanikwa muAfrica uye kune zvimwe zviwumbe zvinosanganisira Asia, Europe, North America¸ neSouth America.

Mhora kana kuti ndamo (beeswax) zvinoreva izvo zvakagadzira midende inovakwa nenyuchi kuti dziise huchi hwadzo.