[go: up one dir, main page]

Munhu (kana mundu uye munthu muChindau) chisikwa chakanaka chakasikwa naMwari pazuva rechitanhatu ravakasika denga nenyika nazvose zvirimo.

  • Mutsa (humans considered as a group; the human race).
  • Munhu paakaya ane mweya usingarovi. Man has this essential quality, he has an immortal soul.

Mitauro ye Chiafurika

chinjirudza
  • VaLenje vanoti muntu (person) vachireva munhu. VaGungu neMaZulu vanoti bantu (people) vachireva vanhu.
  • Lenje vanoti mwana (person) vachireva munhu. Mamwe mazwi: mwanike (child - either boy or girl, son or daughter) vachireva mwana mudiki.
  • Lenje vanoti mwanakashi (female person) kureva munhukadzi. Baila vanoti mumi (a living person) kureva munhu mupenyu.
  • Lenje vanoti mwanalume (male person, husband) kureva munhurume. Sangho vanoti zo (n. human) kureva munhu.
  • Digo vanoti mwanadamu (n. human) kureva munhu. Shilluk vanoti tero (n. people) vachireva vanhu
  • VaMambwe vanoti mulawa (n. person, a human being) kureva munhu.