Chiito
(runangakatsva kubva kuKuita)
Chiito (kureva verb; an act, action), kureva chinhu chakaitwa, chikamu che mupanda we mashoko muchidzidzo che dudziramutauro.
Mitauro ye Chibantu
chinjirudza- Yao inoti kutenda (to do) zvichireva kuita. VaYao vanoti kutenda makani (to argue) zvichireva kuita nharo. VaVenda vanoti -itulula (v. undo).
- Swahili inoti kitendo (1. act, action 2. undertaking, operation 3. feat, exploit) kureva chiito. Mamwe mazwi: mtendo (doing, acting, performing, accomplishing).
- Swahili inoti tenda (make, do, act, carry out, perform, accomplish. 2. do something to someone). Mamwe mazwi: matendo (activity, occupation, work).
- Luganda inoti kitendo kana tendo (behaviour, character). VaZigula vanoti chitendo (n. deed, action).
- Swahili vanoti Matendo ya Mitume (Acts of the Apostles) kureva Mabasa Avapostori. VaFwe vanoti citendo (action).
Mazanhi ekuringa:
chinjirudza- Bizo (nauni)
- Chipauro
- Sazitasingwi
- Dudzirachiito
- Chisazita