[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

X

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu a /x/
Mabhii ekudzvanya
X Xh Xw
Mabhii ekuhhora
Ẋẋ (kġ) Ẋw (kġw)
Mabhiihwaro eChishona
A E I O U
B Bh Bv Bzv Bg
P Ph Pf Psv Pẋ/Pkġ
J C D Dh Dhl
Ch X Q[N 1] T Thl
Dy Dz Dzv Dv F
Ty Ts Tsv Tv Vh
W H G Kl[1] Y
V /Kġ K Kr[2] N'
M Mb Mv Mn' Ny
N - - Nyn' -
Nj Nd Ndhl Ng Ns
Nzv Nth Nthl Nkh Nz
Nc[N 2] Nx[N 3] Nq[N 4] Gc[N 5] Gq[N 6]
N'c[N 7] N'x[N 8] N'q[N 9] Gx[N 10] Qx[N 11]
L S Sh Sk Sp
R Z Zh - -
St Sv Svc Hl
- Zv Zvc Tẋ/Tkġ

X (ridoko "x"; zita raro ndi Xa) ibhii reChishona, uye ibhiihwaro[C 1] rinoshandiswa kuvumba mamwe matarabhii[C 2]. X chinzvanyira chiri mumurondedzwa wemabhiihwaro ekudzvanya[C 3] mumitauro zhinji inowanikwa muAfurika, uye kumitauro ye Chivanhu rinowanikwa kuChindau ne mitauronyina ye Chikaranga. Rinoteverwa na X.

X anowanikwa sebhii rekuhhora[C 4], apo rinonyorwa zvakasiyana kuti pasakanganisike, saka x anonyorwa sa ẋ / kġ.

Mashandisirwo anoitwa X

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko ekudzvanya

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko ekuhhora

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nekuda kwe kugadzirwa kwe Standadhi Shona mabhii mazhinji anowanikwa mumitauro imwe haanyorwo sezvaanonzwika. Senge dhla- kuChikaranga, uye zve /ẋa/, iri harisi bhii rekudzvanya asi rekuhhora, kuti risiyaniswe ne /ẋa/ wekudzvanywa ringanyorwa futi sa /kġa/, do raiswa pamosoro pa /x/ raiswa kuti tikwanise kusiyanisa /xa/ wekudzvanya unowanikwa muChindau (nemitauronyina ye Chikaranga) - uye ndiwo manyorerwo ebhii iri kumimwe mitauro ye Chibantu senge Chisutu.

Senge:

  1. xhosa
  2. ẋhosa/kġosa

Mienzaniso a ẋa / kġa

  • hẋada, kġada - iekspresheni rinoshandiswa munhu ashamiswa zve, kana kureva kwete.
    • ẋa/kġe - pachayo anoshandiswa wo
  • hẋede, kġede - ishoko rinoshandiswa munhu ashamiswa.
    • ẋe/kġe - pachayo anoshandiswa
  • pẋanya, pkġanya - mhando ya pwanya.
  • ẋarani, kġarani - senge kuti harani.

Mashoko akabva kuChingezi

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko akabva kuChingezi anowanikwa kuChishona anoshandisa 'x', anoshandurwa kuva na /sh/, /ks/ kana /s/.

ks, anowanikwa muChishona pachinonyorwa nekuda kwe unyope, senge kseni (kureva kuseni), kana ksasa (kureva kusasa) uye kana jekseni (kureva jekiseni).

  • oxygen - oksijeni
  • axial - akiso, aksiya
  1. base letter., base consonant., kureva bhiihwaro
  2. digraph., digraphs., kureva tarabhii (ushoma); matarabhii (uwandu)
  3. aspirated; of letters., mashoko anowedzerwa 'ha' kana anonzwikwa sokufemererwa.
  4. guttural letter., mabhi ekuhhora

Mabviro eruzivo:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Q parizvino.
  2. Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
  3. Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nx parizvino.
  4. Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nq parizvino.
  5. Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gc parizvino.
  6. Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gq parizvino.
  7. N'c (rinowanikwa kuChinguni sa Ngc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
  8. N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'x parizvino.
  9. N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'q parizvino.
  10. Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gx parizvino.
  11. Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Qx parizvino.
  1. Kl, rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
  2. Kr, ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, senge Kristu.