Sembo sezita
Mataridziko
Sembo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Pierrette Sembo; Taurai Sembo; Haidah Sembo; Edgar Sembo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.