Mwenezi sezita
Mataridziko
Mwenezi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nyasha Mwenezi; Rejoice Mwenezi; Winnet Mwenezi; Arnold Mwenezi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.
- VaSwahili vanoti mwenezi (one who distributes or bestows). Mamwe mazwi: Mwenyezi (possessor of power) vkureva mwene wemasimba. Mwenenzi (traveller, passer-by).
- VaSwahili vanoti mwenyeji, mwenye kana mwenyi (owner, proprietor; master of the house, host) kureva mwene. VaMambwe vanoti mweneco (the owner, master).
- Swahili vanoti mwenyeji (native, resident, inhabitant) chizvara chepo. Digo vanoti mwenyezi. VaGulu vanoti mwenyieji (native). Zigula vanoti mwenyezi (n. host, head of the house hold).
- VaKongo vanoti muene-nsi (n. ruler of land, head of state). Kimbundu vanoti muenexi (n. sovereign; lord of the land; King. Derived from muene-ixi).