[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Mhiri

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti mhiri (on the other side) rinotaura rimwe divi rokunge pane pari kuyambukwa. Sokuti mhiri kwemakungwa, mhiri kwa Rwizi Zambezi zvichingodaro. Kana tiri kuVictoria Falls mhiri kwaRwizi Zambezi kune guta reLivingstone.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lenje inoti tala (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side), rimwe remativi maviri, kunyanya riri kure racho.
  • VaLenje neVaTonga vanoti kutala (loc. across, on the other side, beyond) vachireva kudivi riri mhiri.
  • Luwanga vanoti injereka (other side of river, lake, valley etc.).
  • Xilenge inoti seya (on that side). Mamwe mazwi: seni (on this side).
  • Lubukusu inoti eengelekha (place or country on the other side (of river), ford, over there, beyond, yonder, abroad).
  • MaZulu vanoti neno (On this side) vachireva nekuno. Sokuti: Wozani neno (Come over to this side) vachireva huya nekuno.
  • Chewa inoti mbali (side; edge; rim) kureva parutivi - sokuti pa mbali ya-. Lenje vanoti luwali kana mbali (side position, side) vachireva rutivi.
  • Umbundu inoti isinya (n. other side of river) kureva mhiri kwerwizi. Sangho vanoti mbea (n. riverbank opposite).