Johani
Mataridziko
Johani, Johane, Yohani kana Yohane izita ravakushandiswa se reChishona rakatorwa kubva kuChihebheru nekuda kweBhaibheri.
Pakushandiswa pezita rekuti Johani rinogona kushandisirwa pamusoro pevanhu uye zvinhu zvinotevera:
- Johani (zita), kana Yohani, kureva John uye Johannine
Testamende Itsva
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mabasa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Uvaranomwe hwa Yohane
- Shoko ra Johani, rinowanzo shandisirwa dumidzo ripfupi rekuti Yohani/Johani
- Maepistiri aYohane
- Epistiri rekutanga ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 1 Yohani
- Epistiri rechipiri ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 2 Yohani
- Epistiri rechitatu ra Yohani, rinowanzo pfupitswa richinzi 3 Yohani
- Nwadhi ra Rhevheresheni, Rhevheresheni ya Msande Yohani Mushoperi
Vanhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Yohani Mubhabhatidzi (akafa c. 30 PK), anowonekwa se muporofita uye akaenda pamberi pa Yesu Kristo
- Mabasa akanyorwa na Yohane we Testamende Itsva, dzimwe nguva rinotsanangurwa se:
- Yohani Mutume (akararama c. 30 MK), mumwe pakati pe mastori makumi mairi (makumiiri) a Yesu
- Yohani Mutume, assigned author of the Fourth Gospel, once identified with the Apostle
- Yohani wePatimosi, uyezve sa Yohani Mushoperi kana Yohani muZaruri, munyori we Nwadhi re Rhevhereshini, anobatanidzwa ne Mapostori
- Yohani mu Presbyter
Vamwe vanhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |