Hwendedzo
Mataridziko
Shoko rokuti hwendedzo (medium in English) rinoreva chinhu, nzira, mutauro kana chirongwa chiri kushanda kusvitsa zvinoda kusvitswa kubva panzvimbo A kuenda panzvimbo B.
Kana munhu achiita rwendo nechitima kubva kwaMutare kuenda Harare kureva kuti chitima ndicho hwendedzo hwacho.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Hwendedzo (a pretence, a bait).