Kweseredza
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKwesere)
Shoko rokuti kweseredza (Fit, make to fit) rinotaura kupindirana kana kuringana kwezvinhu kuti gedye-gedye kana kuti kwati.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kwesere rinotaura kuti zvinhu zvakaenzana pahuremu kana mumhu - having smooth consistency or equal in weight etc.
- Nguwani yakati kwesere - apa kureva the hat fits.
- Kweseredza rwanga muchikwepa - apa kureva fit the stem into the pipe.
- Dovi rakanyatsoti sesepu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaBemba vanoti linga (fit) kureva kuringana.