Dambo
Mataridziko
Dambo kana madambo pakuwanda (1. Open, level stretch of land generally with fertile soil).
- Vamwe vanoti dambo mupata uri pakati pemakomo (Valley between hills).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vatauri veChewa vanoti dambo (a grass covered plain; a watery marsh).
- Mang'anja vanoti dambo (a grass covered plain without trees; open glades in the bush - the soil seems more clayey, the grass is luxuriant).
- VaSwahili vanoti mdambi (savannah, grassland; bot. heather).
- VaBemba vanoti nika (n. plain) kureva dambo.