[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Chengo

Kubva Wikipedia

Chengo (wall of a house - plasterd or unplastered) zvichireva madziro emba.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaSwahili vanoti mjengo kana mijengo (style or method of building; act of building). Mamwe mazwi: mjenga kana mjenzi (builder, architect).
  • VaSwahili neVaKagulu vanoti jenga (construct, build, erect). VaSwahili vanoti jengo kana mjengo (structure, building) kureva chengo kana madziro.
  • VaSwahili vanoti majengo (1. building construction; 2.building materials; 3. enclosure, shed, scaffolding). Mamwe mazwi: chengo kana vyengo (dwelling, house, residence; stopping-place, camp; village).
  • VaDigo vanoti dzenga (to build). VaDigo vanoti dzengo (building). VaGiryama vanoti chengo (n. stockade).
  • VaShambala neTumbuka vanoti kuzenga (to build). Baila vanoti mazhilo (n. upright poles for building a house).