[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Kumema

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 21:38, 26 Kukadzi 2012 na VolkovBot (ereketa | zvinzatu) (r2.7.2) (Robot: Removing en:Scouting (crop))

Kumema (Inspecting a crop in fields) zvinotaura kufamba kunoita murimi achitarira mbesa dzake. Panomema murimi anenge achitarira hutano hwezvirimwa achiwongorora kuti hapa tumbuyu turi kudya zvirimwa here uye kuti munda unoda mvura here.