[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Kuchadudza

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 13:06, 8 Kurume 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 1 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q6014696 (translate me))
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Shoko rokuti kuchadudza (to make an incision) rinotaura kucheka chinhu chakapfava semunyepfu wenyama pamunhu kana mhuka nebanga rakapinza.



  • Chiremba akachadudza padumbu remudzimai kuti aburitse mwana nokuti mudzimai akanga atora nguva yakareba ari pahata.


  • Mutana anochadura nyama nebanga nokuti haachina mazino.