[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Igo

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 12:27, 22 Kubvumbi 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 2 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q9458574 (translate me))

Igo kapembenene kane mumhu nechimiro chinenge chenyuchi. Kunonzi tupembenene twose tunodya zvirimwa tune rudzi rwemago anotudya sechikafu - izvi zvinoreva kuti mago akakosha pakudzivisa kuwanda kwetupembenene. Kune dzimwe nyika seUSA mago ava kushandiswa saizvozvi sezvikara zvinodya tupembenene tunoparadza zvirimwa.