[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Igo

Kubva Wikipedia

Igo kapembenene kane mumhu nechimiro chinenge chenyuchi. Kunonzi tupembenene twose tunodya zvirimwa tune rudzi rwemago anotudya sechikafu - izvi zvinoreva kuti mago akakosha pakudzivisa kuwanda kwetupembenene. Kune dzimwe nyika seUSA mago ava kushandiswa saizvozvi sezvikara zvinodya tupembenene tunoparadza zvirimwa.