[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Guta

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 10:30, 24 Kubvumbi 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 1 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q515 (translate me))

Guta (City in English) zvinoreva nzvimbo yakakura yakagarwa nevanhu vakavaka dzimba nezvimwe zvivakwa. Guta guru reZimbabwe rinonzi Harare; mamwe maguta anosanganisira, Bulawayo, Gweru, Mutare, Kadoma, Chinhoyi, Bindura.

Mamwe mazita anoshndiswa ndeekuti dhorobha kana kuti taundi.

Shoko rokuti taundi rinobva pana town kuEnglish.

Shoko rokuti dhorobha rinobva pana dorp kuAfrikaans.

Katungu zvinoreva musha uri kwawo wega kusina vamwe - isolated dwelling place.

Nhoroondo

Mukutaura kwakare guta zvinoreva musha waShe, uyu uri musha wakakura ungadzi zvakare nzanga.