Gumi
Mataridziko
10 |
---|
Gumi inhamba inoenderana nehuwandu hweminwe iri pamaoko ari maviri emunhu. Mhamba iyi inotevera pfumbamwe.
Kare pakuverenga mari mashereni gumi ainzi mbofana kana kuti chumi.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mamwe maKristu vanobisa chegumi kuKereke dzavo pane mari yose vanenge vatambira kana goho ravanenge vakohwa kuminda.
Mitauto yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaDigo vanoti mrongo (ten) kureva gumi.
- VaKwanyama vanoti omulongo (ten) kureva gumi.
- Sangho vanoti bale (group of ten) kureva boka regumi.