[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Gumbapamwe

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 03:40, 23 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q58778)

Gumbapamwe (System) rinoreva kubatanidzwa pamwe munzvimbo imwe kwezvinhu zvine ukama huri kutarirwa. Gumbapamwe rine zvinhu zvinobatirana, nekurarama, nekudyidzana pamwe munzvimbo yakatarwa.

Kuti titsanangure Gumbapamwe tinogona kusanganisira: nhengo dzirimo; mashoko anodudza mashandirwo emabasa; mitemo inotonga nhengo dzirimo; uye zvinyorwa zvinotaura ukama huripo pakati penhengo (elements, stakeholders) idzi; nekutara miganhu yerumana rweGumbapamwe, uye miganhu yezvinotenderwa kana kusatenderwa kuitika kana kuti kuva nhengo. Gumbapamwe rine ukama hunosimbiswa netsazaniso pakati pezvinopimwa (equations & relationships), maitirwo ezvirongwa (procedures & protocols), zvinyanye (extrema), zvichingodaro.

Gumbapamwe - co-existing or working combined together kana totaura kuEnglish.