[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Dhodhi

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 16:54, 7 Kurume 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 74 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q496 (translate me))

Dhodhi - kana tadya chikafu choenda mudumbu, kana zvinovaka muviri zvatorwa nemuviri zvinosara ndiro dhodhi ratinozomama kuchimbuzi. dhodhi rine mavara akasiyanasiyana, mamwe madhodhi matema..mamwe ruvara rwezuva, mamwewo euvara rweganda, mashoma anoitawo ruvara rweshizha, eruvara rweganda ndiwo mazhinji acho. Dhodhi rinonhuwa uye harifaniri kudyiwa. kana munhu akarwara, dhodhi rake rinoita mvuramvura, iri rinonzi manyoka. Poti rinoyerera riri mvura mvura iri mapazho