[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Chiware

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 05:10, 18 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q254549)

Muchidzidzo cheKupimanzvimbo, chiware (layer kuEnglish) ndicho chimwe nechiwarikwa. Tsananguro izere inowanikwa kuchinyorwa chinonzi chiwarikwa

Zita iri rinotoredzera pakuti layer ine kuumbwa kunenge kweruware; rinova dombo rakapararira panharaunda yakakura asi risina hudzamu hwakanyanya.