[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Chisumamunyati

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 01:09, 12 Chikunguru 2012 na Thumani Mabwe (ereketa | zvinzatu) (Created page with "Shoko rokuti '''chisumazivo''' (theory in English) rinoreva bumbiro rezvinhu ruzivo rinoshandiswa kutsanangura zvinoitika mubazi rehunyanzvi kana dzidzo. Chisumazivo chino...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Shoko rokuti chisumazivo (theory in English) rinoreva bumbiro rezvinhu ruzivo rinoshandiswa kutsanangura zvinoitika mubazi rehunyanzvi kana dzidzo. Chisumazivo chinobatanidza zvinhu zvakaonekwa panhambo dzakawanda muku[cherechedza]] mhando yechiitiko, chopawo mashoko anotaura zvinofungidzirwa, nezvinotarisirwa kuti zvinotsanangura zviitiko zvakaonekwa. Bumbiro iri rinopawo mitemo yemaitiro akashandiswa kuwongorora zvakacherechedzwa, uye chisumazita chinopa mitemo nenzira dzingashandiswa kutaura zvinotarisirwa kuitika kana mhando yechiitiko ichi chawonekwa zvakare munu imwe nzvimbo, kana imwe nguva.


Chisumazivo chinozivikanwa zvikuru ndicho Chisumazivo cheGunganidzo chaNewton - Newton's Theory of Gravitation kana kuti Newton's Law of Gravitation. Chisumazivo ichi chakaparurwa naIsaac Newton mugore ra1687.

categrory:dzidzo