[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Chamhembe kwakadziva kumabvazuva

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 05:11, 18 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q6452640)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Muchidzidzo cheTaranyika, kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva (Southeast in English) rudzivo rwunodudza kuti nzvimbo iri kuchamhembe asi kuchizonorerekera kumabvazuva.

Somuenzaniso dunhu reBuhera riri kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweguta reChivhu.