[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Mhuri: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 29: Mutsetse 29:
==Mitauro yeBantu==
==Mitauro yeBantu==


*[[VaChewa]] vanoti '''mfunda''' (a family) vachireva [[mhuri]].
*[[VaGanda]] vanoti '''oruganda''' (family; tribe) kureva mhuri kana [[rudzi]].
*[[VaGanda]] vanoti '''oruganda''' (family; tribe) kureva mhuri kana [[rudzi]].
*[[VaGanda]] vanoti '''ruganda''' kana '''luganda''' (family, kindred, relations; company) kureva mhuri ne[[hama]].
*[[VaGanda]] vanoti '''ruganda''' kana '''luganda''' (family, kindred, relations; company) kureva mhuri ne[[hama]].

Dzokororo sekubva 18:13, 11 Mbudzi 2019

Shoko rokuti mhuri (family in English) rinoreva vanhu vane ukama hweropa vanoti: baba, amai; vana vavo; sekuru naambuya vakabereka baba; vakoma nevanin'ina vababa; hanzvadzi dzababa zvichingodaro.

  • Mune kumwe kutaura mazwi anoti imba namhatso anoshandiswawo zvakare kureva mhuri. Sokuti imba yaChangamire yakatonga makore anoda kusvika makumi mana.

Vanhu vemhuri imwe vanowanza kunge vachishandisa zita remhuri rakafanana. MuZimbabwe vanhu vemhuri imwe vane mutupo wakafanana.

Mhuri yakakura inotaurwa ichinzi buri.

  • Nhundu (A family and its belongings) apa kureva mhuri nenhumbi dzayo. KuChiChewa mtundu zvinoreva kind, tribe.
  • Mubereki kana mubari munch angava murume kana mukadzi akabereka mwana.
  • Dungwe (whole lineage from first ancestor until now).
  • Mapanze kana mabvumwa (quickness of human growth). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mapanzure.
  • Vatevedzani, ana budandibudewo kana varumudzani (children born one after the other).

Tsika

Govero kana magovero (1. Family name; 2. Stock of common descent). Zita rake rokuzvarwa regovero ndiMudzingwa: his chidao is Mudzingwa.

Tsumo

  • Ane mhuri mdeane mhurikadzi, mhurirume inozvitsvagira. The one with daughters has a family; sons will look after themselves.
  • Pako hapana radoka. At your home there is no sunset.
  • Kwako hakuna radoka. At your home there is no sunset.

Mitauro yeBantu

  • VaChewa vanoti mfunda (a family) vachireva mhuri.
  • VaGanda vanoti oruganda (family; tribe) kureva mhuri kana rudzi.
  • VaGanda vanoti ruganda kana luganda (family, kindred, relations; company) kureva mhuri nehama.
  • VaSwahili vanoti mbari (family, clan, tribe).
  • VaNyungwe vanoti ubale (family) kureva mhuri.
  • VaNyungwe vanoti banja kana mabanja pakuwanda (n. family) kureva mhuri.
  • VaTonga vanoti ciinga kana mukwasyi (family) kureva mhuri.
  • VaLungu vanoti ulupwa (family) kureva mhuri.
  • VaLungu vanoti umulupwa (in the family; relative) kureva mumhuri kana hama.