[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Mhuri: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 15: Mutsetse 15:


[[Govero_(mazita remhuri)|Govero]] kana [[magovero_(mazita emhuri)|magovero]] (1. Family name; 2. Stock of common descent). Zita rake rokuzvarwa regovero ndiMudzingwa: his chidao is Mudzingwa.
[[Govero_(mazita remhuri)|Govero]] kana [[magovero_(mazita emhuri)|magovero]] (1. Family name; 2. Stock of common descent). Zita rake rokuzvarwa regovero ndiMudzingwa: his chidao is Mudzingwa.
*[[Gotwe]], [[rugotwe]] kana chigumisirwa zvinoreva mwana akapedzesera kuzvarwa mumhuri.
*[[Gotwe]], [[rugotwe]], [[gotwe|hokotorwa]] kana chigumisirwa zvinoreva mwana akapedzesera kuzvarwa mumhuri.
*Dangwe ndiye mwana akatanga kuzvarwa mumhuri.
*Dangwe ndiye mwana akatanga kuzvarwa mumhuri.
*[[Muzari]] (eldest son; any son of king) apa kureva chero upi mwanakomana wamambo.
*[[Muzari]] (eldest son; any son of king) apa kureva chero upi mwanakomana wamambo.

Dzokororo sekubva 03:11, 17 Chikumi 2017

Shoko rokuti mhuri (family in English) rinoreva vanhu vane ukama hweropa vanoti: baba, amai; vana vavo; sekuru naambuya vakabereka baba; vakoma nevanin'ina vababa; hanzvadzi dzababa zvichingodaro.


Vanhu vemhuri imwe vanowanza kunge vachishandisa zita remhuri rakafanana. MuZimbabwe vanhu vemhuri imwe vane mutupo wakafanana.

Mhuri yakakura inotaurwa ichinzi buri.

  • Nhundu (A family and its belongings) apa kureva mhuri nenhumbi dzayo. KuChiChewa mtundu zvinoreva kind, tribe.
  • Mubereki kana mubari munch angava murume kana mukadzi akabereka mwana.
  • Dungwe (whole lineage from first ancestor until now).
  • Mapanze kana mabvumwa (quickness of human growth). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mapanzure.

Tsika

Govero kana magovero (1. Family name; 2. Stock of common descent). Zita rake rokuzvarwa regovero ndiMudzingwa: his chidao is Mudzingwa.

  • Gotwe, rugotwe, hokotorwa kana chigumisirwa zvinoreva mwana akapedzesera kuzvarwa mumhuri.
  • Dangwe ndiye mwana akatanga kuzvarwa mumhuri.
  • Muzari (eldest son; any son of king) apa kureva chero upi mwanakomana wamambo.