[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Matyamvura

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 20:29, 1 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q219567)

Shoko rokuti matyamvura (hydrophobic in English) rinodudza kuti chinhu hachidi kubatana nemvura kana kunyungudika mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe petrol kuti haidi kunyungudika kana kusangana nemvura.