[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Maodzanyemba kwakadziva kuMadokero

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 13:51, 16 Kubvumbi 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

KuMaodzanyemba kwakadziva kuMadokero (North West in English) ndirwo rudzivo rwunoti kana munhu akatarisa kuMaodzanyemba, anofanira kutenderera gonya rinokwana 45o achinanga kuMadokero. Rudzivo urwu rwuri 45o kubva kuMaodzanyemba, uye 45o kubva kuMadokero.