[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Mwenyi

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 00:26, 13 Kurume 2022 na Holani Mina (ereketa | zvinzatu) (Created page with "'''Mwenyi''' izita remhuri rinowanikwa muUganda, Kenya neUganda. *Vanhu vane zita iri: Elise Mwenyi; Apollo Mwenyi; Fred Mwenyi; Herve Mwenyi. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *Swahili vanoti mwenyi (owner, pro...")
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Mwenyi izita remhuri rinowanikwa muUganda, Kenya neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Elise Mwenyi; Apollo Mwenyi; Fred Mwenyi; Herve Mwenyi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Swahili vanoti mwenyi (owner, proprietor; master of the house, host) kureva mwene.
  • Saghala vanoti mwenyi (owner, possessor) kureva mwene.