[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Mutoro

Kubva Wikipedia

Mutoro (burden, load kuEnglish) izwi rinotaura mutsindo wechinhu wakatsigirwa kana kutakurwa pane chivakwa kana chiumbwa. Vamwe vatauri vanoti musengwa kana mutwaro.

Kana uri mutoro wenhumbi dzinotakurwa unonzi mukwende.

Kukwidzika (to load).