[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Murairidzi

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 05:12, 18 Nyamavhuvhu 2013 na Addbot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating interwiki links, now provided by Wikidata on d:q6041805)

Murairidzi (Instructor in English) munhu anodzidzisa muchikoro zvikurusei anorairidza vanhu achiratidza maitirwo echiri kudzidziswa chacho. Murairidzi anonyanya kuonekwa pakudzidzisa kwemabasa emawoko kana zvidobi zvemitambo.


Muenzaniso

  • Munhu anodzidzisa tsiva anodzidzisa nokuratidza zvidobi zvinoshandiswa patsiva uye kutaura kupa murayiro yezvinotenderwa.
  • Munhu anodzidzisa kutyaira muchovha anorayiridza zvinofanirwa kuitwa pakutyayira uye mirayiro yakasungirwa kuti itevedzwe.
  • Murairidzi wavana mukoti anorairidzawo achitaura mirayiro inofanirwa kutevedzwa pakubata nevarwere.