Lugwere
(runangakatsva kubva kuVaGwere)
Mazwi Anotodzana
chinjirudza- Lugwere inoti makala (coals), Shona ichiti makara kureva mazimbe emoto.
- Lugwere inoti ibeere (breast; udder), Shona ichiti bere kureva zamu.
- Lugwere inoti mulamu (brother-in-law; sister-in-law), Shona ichiti muramu kureva mukomana kana munin'ina wemurume kana mukadzi wako.
- Lugwere inoti kuluka, Shona ichiti kuruka kureva kushanda neshinda.
- Izwi rinoti nyanza (Sea; Lake) rinoreva zvakafanana kuShona neLugwere.
- Muleri kuLugwere ndiye mureri kuShona.
- Lugwere inoti mabala (spot, smudge, stain, blot, smear; blemish made by dirt); Shona ichiti mavara.
- Lugwere inoti kwambuka (go across; cross over to the other side), Shona ichiti kuyambuka kureva kubira rwizi.
- Izwi rokuti kumera (germinate) rinotauwa kuShona neLugwere.
- Izwi rokuti kusona (sew; lace together) rinotauwa kuShona neLugwere.
- Izwi rokuti kutema (cut, hack, chop with a swinging action using a panga, machete, axe, or hoe) rinotauwa kuShona neLugwere.
- Lugwere inotaura kulima (farm, plough, dig with a hand hoe, cultivate), Shona ichiti kurima.
- Rwendo kuShona, ndirwo lugendo kuLugwere.
- Rurimi kuShona ndirwo lulimi (tongue, 2 language) kuLugwere. Pakuwanda tose tote ndimi.
- Lugwere inoti lusaya (jaw), Shona yoti shaya kana rushaya.
- Nvi (grey hair) kuLugwere ndiyo imvi kuShona.
- Nzala (hunger, famine) kuLugwere ndiyo nzara.
- Lugwere inoti kuleka (v. forsake, desert, abandon; leave behind or leave alone, or leave by neglect or forgetfulness), Shona toti kurega.
- Lugwere inoti kulungama (v.move in a direction); Shona inoti kururama.
- Lugwere inoti kuliisya (v. rear, look after, herd, feed, graze, care for animals) Shona inoti kurisa.
- Lugwere vanoti kudunda tongoli (play climax rhythm).
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2020-10-31. Retrieved 2019-01-17.