[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Zengeya masvomhu: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
Chabi1 (ereketa | zvinzatu)
No edit summary
Addbot (ereketa | zvinzatu)
mNo edit summary
Mutsetse 19: Mutsetse 19:


[[category:Masvomhu]]
[[category:Masvomhu]]

[[en:Variable]]

Dzokororo sekubva 23:28, 14 Kubvumbi 2013

Dariro 1. Mutaro mutsvuku uyo munangatire wa x unonyorwa wakanzi f(x)

Muchidzidzo cheMasvomhu, huzengeya (variability, changableness in English) muitiro wokuti munhu kana chinhu chinoshanduka pamafungiro, huwandu, mumhu hwechinhu chiri kupimiwa. Chacho chine huwandu kana mumhu uri kupimwa chinonzi zengeya kana kuti variable kuEnglish.

Somuenzaniso tinokwanisa kupima nhambwe yafambwa nebhazi kubva kwaMutoko kuenda kwaMurehwa. Nhambwe yafambwa inosiyana nekupfuura kwenguva uye spidhi yebhazi. Pamucherechedzo uyu nhambwe yafambwa, nguva yafambwa, uye spidhi yebhazi zvose mazengeya ari kushanduka takatarisana nenharaunda iri kucherechedzwa.

Muenzaniso wemutaro une mazengeya X na Y wakapiwa paDariro 1 riri kurudyi iro.

Kurerutsa Mutauro

Hukama huripo pakati pa X na Y hunotsanangurwa nemunangatire.


Masvomhu T
Pimanzvimbo Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso)
Huwandu Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa
Zviperengo zvehuwandu chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru